Home
FAQ
Profile
Shavi Rechikadzi (Shona Edition) - Malaysia Online Bookstore
*Stock image - cover art may vary

Shavi Rechikadzi (Shona Edition)

Masimba Musodza

8 views
ISBN: 9781908690326
Publisher: Belontos Books
Publication Date: -
Language: Shona 9781908690326
Dimensions: 6 x 1.15 x 9 inches
Weight: 0.68 kg (a-17.5-25)
Bookurve Reward System Free Shipping
Bookurve Reward System Free Shipping
Zimbabwe Music & Arts Awards (ZIMAA) 2016 Best Fiction Book of the Year Sarungano waNhasi adzoka zvakare......... Vakuru vakati, Chinokanganwa idemo, asi muti wakatemwa haukanganwi. Panotanga kupera vakomana vechikwata chaizvidaidza nezita rekuzvitsutsuma rekuti The Flava Crü, vanhu vanotadza kunzwisisa kuti zvauya sei. Chainyanyonetsa mapurisa ndeche kuti vakomana ava vaita sevaurawa negaranyanya rine nzwara dzino pinza, asi chiri chikara chavaitadza kudoma. Nyangwe panotanga kufawo vabereki vevakomana ava, pamwe negweta rainzi Robbie Rangwani, hapana akakurumidza kunyumwa kuti vese ava vakange vave kurumwa nechekuchera. Ko, handiti vakomana ava ndivo vamwechete vekuita gombedzanwa rekubata chibharo musikana webasa ainzi Nhamo Mpariwa? Handiti ndivo vabereki vekurangana, sevanhu vaive nemari nechiremera muchita, kuti vana vavo vasapikire mhosva iyi? Zvino, kana vaifunga kuti mhosva yavo yairova, vakange vave kuzvionera kuti dzimwe mhosva hadzirove asi dzinodzoka dzakura, dziine masimba anotyisa..... From the master of Shona-language horror comes a tale of sexual violence, corruption in high places, injustice....and an unspeakable horror summoned by arts darker than anything yet seen in Zimbabwean lore. A young girl, an orphaned domestic servant, is gang-raped by the sons of well-to-do families. Denied justice by a system that sometimes fails those who need it the most, she can only turn to someone who has been a victim too. Someone who knows another way of punishing her rapists. A way based on the knowledge of things that no one ought to know....
▽ Read More

Related Topics

Share This Page
Share

In Collaboration With


Bookurve Sdn Bhd - (1115754-A)
No. 25, Jalan 19/20,46300 Petaling Jaya,Selangor.
contact@bookurve.com
WhatsApp Us 011-5356 2257
+603 79315891
Copyright © 2016 www.bookurve.com. All rights reserved.